津巴布韦人口1310万。黑人占人口的97. 6%,主要有绍纳族(占79%)和恩德贝莱族(占17%),白人占0.5%,亚裔约占0.41%。英语、绍纳语和恩德贝莱语同为官方语言。40%的人口信奉原始宗教,58%的人信奉基督教,1%信奉伊斯兰教。
欢迎 |
Mauya |
你好 |
Mhoro (sg) Mhoroi (pl) |
你好吗?
我很好, 谢谢. 您哪? |
Wakadini zvako? (sg) Makadini zvenyu? (pl) |
Ndiri rayiti / Ndiripo |
很久没见了 |
Ko, vemakore! |
你叫什么名字?
我叫 |
Unonzani? (sg) Munonzani? (pl) |
Ndinonzi... / Zita rangu i..... |
你是哪国人?
我是..... |
Unobva kupi? (sg) Munobva kupi?? (pl) |
Ndinobva ku... |
很高兴见到你 |
Ndafara kukuziva (sg) Ndafara kukuzivai (pl) |
早上好 |
Mangwanani / Mangwanani, marara sei? (reply) |
下午好 |
Masikati / Masikati, maswera sei? (reply) |
晚上好 |
Manheru |
晚安 |
Urare zvakanaka (sg) Murare Zvakanaka (pl) |
再见 |
Sara Zvakanaka (sg) Sariayi Zvakanaka (pl) |
祝您好运 |
Uve nemhanza yakanaka (sg)
Muve nemhanza yakanaka (pl) |
祝你愉快 |
Uve nezuva rakanaka (sg) Muve nezuva rakanaka (pl) |
祝你一路顺风 |
Ufambe zvakanaka (sg) Mufambe zvakanaka (pl) |
我不明白 |
Handisi kunyaso nzwisisa |
请慢一点说 |
Ndinokumbirawo kuti musakurumidze kutaura |
请再说一遍 |
Ndinokumbirawo kuti muzvitaure futi |
请写下来 |
Ndinokumbirawo kuti muzvinyore pasi |
你说......? |
Unotaura ...? (sg) Munotaura ...? (pl) |
劳驾 |
Pamusoro (sg) Pamusoroyi (pl) |
这个多少钱? |
Chinoita marii? |
对不起 |
Ndineurombo |
谢谢
不客气 |
Waita zvako (sg) Maita zvenyu (pl) |
Ndizvozvo |
厕所在哪里? |
Chimbuzi chiripi? |
你愿意和我跳舞吗? |
Ungande kutamba? (sg) Mungade kutamba? (pl) |
我爱你 |
Ndinokuda! |
早日康复 |
Ndinovimba kuti uchakurumidza kupora (sg)
Ndinovimba kuti muchakurumidza kupora (pl) |
让我安静一下! |
Ndisiye!! |
救命!
着火了!
停! |
Ndibatsireiwo!
Moto!
Mira! |
快叫警察! |
Daiidzayi mapurisa! |