441 . Usade kuita chero chinhu.
442. Ndingakukumbira kuti uite chimwe chinhu?
443. Izvi zviri kwauri.
444. Ndinofungawo saizvozvo.
445. Handifunge kudaro.
446. sorry ndanonoka.
447. Handichagoni kuzvigamuchira.
448. chii chiri kuitika?
449. Panofanira kuva nemugwagwa motokari isati yasvika mugomo.
450. Handina kumbozvirota.