341.还是老样子.
342.这不是真的.
343.我是认真的.
344.你没问题吧?
345.这是你说的?
346.开车当心点.
347.太适合我了.
348.太不像话了.
349.可以走了吗?
350.那人真讨厌.
|
341. Zvichiri zvimwe chete.
342. Ichi hachisi chokwadi.
343. Ndaive serious.
344. Uri kunzwa mushe here?
345. Izvi ndizvo zvawataura?
346. Nyatsotyaira.
347. Zvinondikodzera chaizvo.
348. Zvinotyisa.
349. Tingaenda zvino here?
350. Murume iyeye anosemesa.
|